Online Bible

- Reklamy -




Numeri 12:12 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

12 Musarega achifanana nomwana akazvarwa akafa mudumbu ramai vake hafu yenyama yake yakadyiwa.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

12 Ŋgaarege kuʋa somŋana wakaɓerekwa akafa, imŋe nyama yake yakaʋora pakuɓuɗa kwake paɗumbu ramai ʋake.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

12 Ngaarege kuva somwana wakaberekwa akafa, imwe nyama yake yakaora pakubuda kwake padumbu ramai vake.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

12 Musarege Miriamu achiita sowakafa, somwana anoberekwa ane muviri wakadyiwadyiwa.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

12 Musarege Miriamu achiita sowakafa, somwana anoberekwa ane muviri wakadyiwadyiwa.”

Viz kapitola kopírovat




Numeri 12:12

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy