Numeri 11:3 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 Saka nzvimbo iyo yakanzi Tabhera, nokuti moto wakabva kuna Jehovha ukapisa pakati pavo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 Zita renɀimbo iyo rikanzi Tabera, nokuti mŋoto waJehova wakapfuta’po pakati paʋo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20023 Zita renzvimbo iyo rikanzi Tabhera, nokuti moto waJehovha wakapfutapo pakati pavo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Naizvozvo nzvimbo iyoyo yakanzi Tabhera nokuti moto waTenzi wakanganduma pakati pavo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona3 Naizvozvo nzvimbo iyoyo yakanzi Tabhera nokuti moto waTenzi wakanganduma pakati pavo. Viz kapitola |