Numeri 11:27 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi27 Mumwe mujaya akamhanya akandoudza Mozisi akati, “Eridhadhi naMedhadhi vari kuprofita vari mumusasa.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)27 Ɀino mumŋe mukomana wakamhanya, akandoʋudza Mosesi, akati: Erdadi naMedadi ʋanoprofita pamisasa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200227 Zvino mumwe mukomana akamhanya, akandoudza Mosesi, akati, “Eridhadhi naMedhadhi vanoporofita pamisasa.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika27 Rimwe jaya rakamhanya kundoudza Mosesi kuti Eridhadhi naMedhadhi vari kuporofita mumatendhe. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona27 Rimwe jaya rakamhanya kundoudza Mosesi kuti Eridhadhi naMedhadhi vari kuporofita mumatendhe. Viz kapitola |