Numeri 11:10 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi10 Mozisi akanzwa vanhu vemhuri dzose vachiungudza, mumwe nomumwe pamukova wetende rake. Jehovha akatsamwa kwazvo, uye Mozisi akatambudzika. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 Ɀino Mosesi wakanzwa ʋanhu ʋacicema padzimba dzaʋo dzose, mumŋe nomumŋe pamukoʋa wetente rake; Jehova akatsamŋa kwaɀo; naiye Mosesi wakanga asiŋgafari. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200210 Zvino Mosesi akanzwa vanhu vachichema padzimba dzavo dzose, mumwe nomumwe pamukova wetende rake; Jehovha akatsamwa kwazvo; naiye Mosesi akanga asingafari. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Mosesi akanzwa vanhu vemhuri dzose vachinyunyuta vamire mutumapoka pamisuo yematendhe avo. Tenzi akavirukira vanhu zvikuru nehasha. Mosesi akasuwa zvikuru. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona10 Mosesi akanzwa vanhu vemhuri dzose vachinyunyuta vamire mutumapoka pamisuo yematendhe avo. Tenzi akavirukira vanhu zvikuru nehasha. Mosesi akasuwa zvikuru. Viz kapitola |