Numeri 10:3 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 Dzikaridzwa dzose dziri mbiri, ungano yose inofanira kuungana pamberi pako pamukova weTende Rokusangana. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 Kana ʋacidziridza ʋuŋgano yose inofanira kuʋuŋgana kwauri pamukoʋa wetente rokusoŋgana. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20023 Kana vachidziridza ungano yose inofanira kuungana kwauri pamukova wetende rokusangana. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Kana kwaridzwa mabhosvo maviri vaIsiraeri vose ngavaungane kwaunenge uri kumusuo wetendhe rokusanganira. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona3 Kana kwaridzwa mabhosvo maviri vaIsiraeri vose ngavaungane kwaunenge uri kumusuo wetendhe rokusanganira. Viz kapitola |