Numeri 10:2 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 “Ita hwamanda mbiri dzesirivha yakapambadzirwa, ugodzishandisa kudana ungano pamwe chete uye kuti mapoka afambe. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Uɀiitire hwamanda mbiri dzesirveri; unofanira kudziita nesirveri yakapambadzirwa; idzo dzinofanira kukuɓatsira kuɗana ʋuŋgano nokuraira kuti mapoka afambe. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20022 “Uzviitire hwamanda mbiri dzesirivha; unofanira kudziita nesirivha yakapambadzirwa; idzo dzinofanira kukubatsira kudana ungano nokuraira kuti mapoka afambe. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 “Pfurai mabhosvo esirivha maviri anoridzirwa vaIsiraeri kuti vaungane uyewo panguva yokuti vachitama. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona2 “Pfurai mabhosvo esirivha maviri anoridzirwa vaIsiraeri kuti vaungane uyewo panguva yokuti vachitama. Viz kapitola |