Online Bible

- Reklamy -




Numeri 10:17 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

17 Ipapo tabhenakeri yakabviswa, uye vaGerishoni navaMerari, vakanga vachiitakura, vakatanga kufamba.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

17 Ɀino tabernakeri yakabviswa, ʋanakomana ʋaGershoni naʋanakomana ʋaMerari, ʋatakuri ʋetabernakeri, ʋakasimuka.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

17 Zvino tabhenakeri yakabviswa, vanakomana vaGeshoni navanakomana vaMerari, vatakuri vetabhenakeri, vakasimuka.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

17 Paibviswa tendhe rinoera mhuri yokwaGerishoni neyokwaMerari vaitakura tendhe rinoera vaitakura vachibva vatangisa kufamba.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

17 Paibviswa tendhe rinoera mhuri yokwaGerishoni neyokwaMerari vaitakura tendhe rinoera vaitakura vachibva vatangisa kufamba.

Viz kapitola kopírovat




Numeri 10:17

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy