Online Bible

- Reklamy -

Numeri 1:32 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

32 Kubva kuvanakomana vaJosefa: Kubva kuzvizvarwa zvaEfuremu: Varume vose vaiva namakore makumi maviri kana anodarika vaigona kurwa muhondo vakanyorwa mazita, maererano nezvinyorwa zvedzimba dzavo nezvemhuri dzavo.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

32 Ʋokuʋana ʋaJosefa, iʋo ʋana ʋaEfraimi, naʋana ʋaʋo, ʋakaʋereŋgwa mhuri dzaʋo, nedzimba dzamadziɓaɓa aʋo, namazita aʋo, ʋakaŋga ʋanamakore makumi maʋiri, ʋose ʋaigona kundorwa,

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

32 Vokuvana vaJosefa, ivo vana vaEfuremu, navana vavo, vakaverengwa mhuri dzavo, nedzimba dzamadzibaba avo, namazita avo, vakanga vana makore makumi maviri, vose vaigona kundorwa,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

32 Mudzinza raJosefi, dzinza rokwaEfuremu vakaverengwa pazvizvarwa zvavo mhuri nemhuri nedzimba dzamadzibaba avo uye pauwandi hwamazita avo mumwe nomumwe wavarume vose vaiva namakumi maviri amakore okuberekwa navaipfuura iwayo vaikwanisa kuenda kuhondo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

Numeri 1:32

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy