Numeri 1:21 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi21 Vakaverengwa kubva kurudzi rwaRubheni vaiva zviuru makumi mana nezvitanhatu, namazana mashanu. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)21 ʋakaʋereŋgwa kwaʋari, ʋorudzi rwaRubeni ʋakaȿika ɀuru ɀinamakumi manna neɀitanhatu namazana mashanu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200221 vakaverengwa kwavari, vorudzi rwaRubheni vakasvika zviuru zvina makumi mana nezvitanhatu namazana mashanu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 Vakaverengwa mudzinza raRubheni vose vaisvika makumi mana ezviuru ane zviuru zvitanhatu namazana mashanu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona21 Vakaverengwa mudzinza raRubheni vose vaisvika makumi mana ezviuru ane zviuru zvitanhatu namazana mashanu. Viz kapitola |