Online Bible

- Reklamy -




Nehemia 9:34 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

34 Madzimambo edu, vatungamiri vedu, vaprista vedu namadzibaba edu havana kutevera murayiro wenyu; havana kuita hanya nokurayira kwenyu kana yambiro dzamakavapa.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

34 Kunyaŋge madzimambo eɗu, namacinda eɗu, naʋaprista ʋeɗu, namadziɓaɓa eɗu, haʋana‐kuceŋgeta murau wenyu, kana kuterera mirairo yenyu neɀipupuriro ɀenyu, ɀamakaʋapupurira naɀo.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

34 Kunyange madzimambo edu, namachinda edu, navapristi vedu, namadzibaba edu, havana kuchengeta murau wenyu, kana kuteerera mirairo yenyu nezvipupuriro zvenyu, zvamakavapupurira nazvo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

34 Madzimambo edu navatungamiriri vedu navapristi vedu namadzibaba edu havana kuchengeta mutemo wenyu kana kumboita hanya nomurao wenyu kana yambiro dzamakavayambira nadzo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

34 Madzimambo edu navatungamiriri vedu navapristi vedu namadzibaba edu havana kuchengeta mutemo wenyu kana kumboita hanya nomurao wenyu kana yambiro dzamakavayambira nadzo.

Viz kapitola kopírovat




Nehemia 9:34

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy