Nehemia 9:24 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi24 Vanakomana vavo vakapinda vakatora nyika. Makakunda vaKenani pamberi pavo, vaigara munyika iyo; makapa vaKenani kwavari, pamwe chete namadzimambo avo uye navanhu vomunyika, kuti vaite zvavanoda navo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)24 Naiɀoɀo ʋana ʋakapinda panyika ʋakaiita yaʋo; imi mukaʋakundira ʋanhu ʋakaŋga ʋagere munyika iyo, iʋo ʋaKanani; mukaʋaisa mumaʋoko aʋo, pamŋe cete namadzimambo aʋo naʋanhu ʋenyika iyo kuti ʋaite naʋo seɀaʋakaŋga ʋaciɗa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200224 “Naizvozvo vana vakapinda panyika vakaiita yavo; imi mukavakundira vanhu vakanga vagere munyika iyo, ivo vaKanani; mukavaisa mumaoko avo, pamwechete namadzimambo avo navanhu venyika iyo kuti vaite navo sezvavakanga vachida. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 “Saizvozvo vana vavo vakapinda munyika iyoyi vakaiita yavo. Makavaisira pasi pavo vagari venyika iyi vechiKanani mukavaisa mumaoko avo pamwechete namadzimambo avo navanhu vechirudzi vomunyika imomo kuti vaite zvavanoda navo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona24 “Saizvozvo vana vavo vakapinda munyika iyoyi vakaiita yavo. Makavaisira pasi pavo vagari venyika iyi vechiKanani mukavaisa mumaoko avo pamwechete namadzimambo avo navanhu vechirudzi vomunyika imomo kuti vaite zvavanoda navo. Viz kapitola |