Nehemia 9:23 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi23 Makaita kuti vana vavo vawande senyeredzi dziri mudenga, mukavauyisa kunyika yamakaudza madzibaba avo kuti vapinde vaitore. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)23 Mukawanza ʋana ʋaʋo ʋakaita senyeredzi dzokuɗeŋga; mukaʋaȿitsa panyika yamakaʋudza madziɓaɓa aʋo kuti ʋacapinda’mo kuzoiita yaʋo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200223 Mukawanza vana vavo vakaita senyeredzi dzokudenga; mukavasvitsa panyika yamakaudza madzibaba avo kuti vachapindamo kuzoiita yavo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 Makavapa vana vakawanda senyenyedzi dzedenga mukauya navo munyika yamakanga matsidzira madzibaba kuzopindamo vachiita yavo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona23 Makavapa vana vakawanda senyenyedzi dzedenga mukauya navo munyika yamakanga matsidzira madzibaba kuzopindamo vachiita yavo. Viz kapitola |