Online Bible

- Reklamy -




Nehemia 8:8 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

8 Vakaverenga kubva muBhuku roMurayiro waMwari, vachiisa pachena nokutsanangura zvazvaireva kuitira kuti vanhu vanzwisise zvaiverengwa.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

8 Ʋakaraʋa ɀicinzwika kwaɀo mubuku yomurairo waMŋari; ʋakaɀiɗudzira, ʋakanzwisisa ɀinorabga.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

8 Vakarava zvichinzwika kwazvo mubhuku yomurayiro waMwari; vakazvidudzira, vakanzwisisa zvinorahwa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

8 Vakanyatsoverenga mubhuku romutemo waMwari, ndokutsanangurira vanhu kuti vanzwisise zvaiverengwa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

8 Vakanyatsoverenga mubhuku romutemo waMwari, ndokutsanangurira vanhu kuti vanzwisise zvaiverengwa.

Viz kapitola kopírovat




Nehemia 8:8

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy