Nehemia 8:7 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 VaRevhi vaiti: Jeshua, Bhani, Sherebhia, Jamini, Akubhi, Shabhetai, Hodhia, Maaseya, Kerita, Azaria, Jozabhadhi, Hanani naPeraya vakadzidzisa vanhu Murayiro vanhu vamire ipapo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Jeshua, naBani, naSherebia, naJamini, naAkubi, naShabetai, naHodia, naMaaseya, naKerita, naAzaria, naJozabadi, naHanani, naPeraya, naʋaRevi ʋakaɗudzira ʋanhu mirairo; ʋanhu ʋakaramba ʋamire panɀimbo yaʋo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20027 Jeshua, naBhani, naSherebhia, naJamini, naAkubhi, naShabhetai, naHodhia, naMaaseya, naKerita, naAzaria, naJozabhadhi, naHanani, naPeraya, navaRevhi vakadudzira vanhu mirairo; vanhu vakaramba vamire panzvimbo yavo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Kwouya Jeshua naBhani naSherebhiya naJamini naAkubhu naShabhetai naHodhiya naMaaseya naKerita naAzariya naJozabhadhi naHanani naPeraya vokwaRevhi, vakatsanangurira vanhu mutemo iwoyo. Vanhu vakaramba vamire munzvimbo dzavo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona7 Kwouya Jeshua naBhani naSherebhiya naJamini naAkubhu naShabhetai naHodhiya naMaaseya naKerita naAzariya naJozabhadhi naHanani naPeraya vokwaRevhi, vakatsanangurira vanhu mutemo iwoyo. Vanhu vakaramba vamire munzvimbo dzavo. Viz kapitola |