Online Bible

- Reklamy -

Nehemia 8:3 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

3 Akauverenga nenzwi guru kubva mangwanani kusvikira masikati, akatarisa chivara chaiva pamberi peSuo reMvura, pamberi pavarume navakadzi navose vaigona kunzwisisa. Uye vanhu vose vakateerera zvikuru kuBhuku roMurayiro.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

3 Akaraʋa’mo paɗare rakaŋga riri pamberi pesuʋo remvura, kubva maŋgwanani kuȿikira masikati, pamberi paʋarume naʋakadzi naʋose ʋakaŋga ʋacigona kunzwisisa; nzeʋe dzaʋanhu ʋose dzikaterera mashoko ebuku yomurairo.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

3 Akaravamo padare rakanga riri pamberi pesuo remvura, kubva mangwanani kusvikira masikati, pamberi pavarume navakadzi navose vakanga vachigona kunzwisisa; nzeve dzavanhu vose dzikateerera mashoko ebhuku yomurayiro.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

3 Akariverenga akatarisa munhandare iri pamberi pesuo guru rokumvura kubvira kuchangoedza kudzamara masikati makuru munzeve dzavarume navakadzi nevaigona kunzwisisa, izvozvo vanhu vose vakanga vakateya kwazvo nzeve kunzwa bhuku romutemo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

3 Akariverenga akatarisa munhandare iri pamberi pesuo guru rokumvura kubvira kuchangoedza kudzamara masikati makuru munzeve dzavarume navakadzi nevaigona kunzwisisa, izvozvo vanhu vose vakanga vakateya kwazvo nzeve kunzwa bhuku romutemo.

Viz kapitola kopírovat

Nehemia 8:3

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy