Nehemia 8:2 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 Naizvozvo pazuva rokutanga romwedzi wechinomwe, Ezira muprista akauya noMurayiro pamberi peungano, yaiva yavarume navakadzi navose vaigona kunzwisisa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Ezra muprista ndokuʋuya nomurairo pamberi peʋuŋgano yaʋarume naʋakadzi, naʋose ʋakaŋga ʋacigona kunzwisisa, nezuʋa rokutaŋga romŋedzi wecinomŋe. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20022 Ezira mupristi ndokuuya nomurayiro pamberi peungano yavarume navakadzi, navose vakanga vachigona kunzwisisa, nezuva rokutanga romwedzi wechinomwe. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Mupristi Ezira akaunza mutemo iwoyo pamusi wechiposhi wemwedzi wechinomwe kugungano revanhu, varume navakadzi, nevaigona kunzwisisa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona2 Mupristi Ezira akaunza mutemo iwoyo pamusi wechiposhi wemwedzi wechinomwe kugungano revanhu, varume navakadzi, nevaigona kunzwisisa. Viz kapitola |