Online Bible

- Reklamy -




Nehemia 7:7 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

7 vari pamwe chete naZerubhabheri, Jeshua, Nehemia, Azaria, naRaamia, Nahamani, Modhekai, Bhirishani, Misipereti, Bhigivhai, Nehumi naBhaana): Mazita avarume veIsraeri:

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

7 Iʋo ʋakaʋuya naZerubaberi, naJeshua, naNehemia, naAzaria, naRaamia, naNahamani, naMordekai, naBirshani, naMispereti, naBigvai, naNehumi, naBaana. Kuwanda kwaʋarume ʋaʋanhu ʋaIsraeri ndiko:

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

7 Ivo vakauya naZerubhabheri, naJeshua, naNehemiya, naAzaria, naRaamia, naNahamani, naModhekai, naBhirishani, naMisipereti, naBhigivhadhi, naNehumi, naBhaana. Kuwanda kwavarume vavanhu vaIsiraeri ndiko:

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

7 Vakauya naZerubhabhero naJeshua naNehemiya naAzariya naRaamiya naNahamani naModhekai naBhirishani naMisipereti naBhigivhai naNehumu naBhaana. Uhu ndihwo huwandi hwavarume vokwaIsiraeri:

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

7 Vakauya naZerubhabhero naJeshua naNehemiya naAzariya naRaamiya naNahamani naModhekai naBhirishani naMisipereti naBhigivhai naNehumu naBhaana. Uhu ndihwo huwandi hwavarume vokwaIsiraeri:

Viz kapitola kopírovat




Nehemia 7:7

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy