Nehemia 7:2 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 Ndakagadza Hanani hama yangu kuti ave mutariri weJerusarema naHanania kuti ave mukuru wepanhare, nokuti aiva munhu anokudzwa uye aitya Mwari kupinda zvingaitwa noruzhinji rwavanhu. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 ndikagadza Hanani munuŋuna waŋgu, naHanania muɓati wenhare, ʋaʋe ʋatariri ʋeJerusarema; nokuti wakaŋga ari munhu wakatendeka, acitya Mŋari kupfuʋura ʋazhinji. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20022 ndikagadza Hanani munun'una wangu, naHanania mubati wenhare, vave vatariri veJerusaremu; nokuti akanga ari munhu akatendeka, achitya Mwari kupfuura vazhinji. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 ndakapa munun'una wangu Hanani naHananiya mutongi wakamuzinda kavarwi vehondo basa rokuona nezveJerusaremu pamusana pokuti aiva munhu ari pachokwadi uye anotya Mwari kupinda vazhinji. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona2 ndakapa munun'una wangu Hanani naHananiya mutongi wakamuzinda kavarwi vehondo basa rokuona nezveJerusaremu pamusana pokuti aiva munhu ari pachokwadi uye anotya Mwari kupinda vazhinji. Viz kapitola |