Online Bible

- Reklamy -

Nehemia 6:9 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

9 Vose vaingoedza kutivhundutsira vachiti mumwoyo yavo, “Maoko avo achaneta nebasa, uye harizoperi.” Asi ndakanyengetera ndikati, “Simbisai maoko angu zvino.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

9 Nokuti ʋose ʋakaŋga ʋacitȿaka kutityisa, ʋaciti: Maʋoko aʋo ŋgaashaiswe simba paɓasa, kuti rirege kupedzwa. Asi ɀino, Mŋari, simbisai maʋoko aŋgu.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

9 Nokuti vose vakanga vachitsvaka kutityisa, vachiti, “Maoko avo ngaashaiwe simba pabasa, kuti rirege kupedzwa.” Asi zvino, Mwari simbisai maoko angu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

9 Nokuti vose zvavo vaida kutityisidzira vachifunga kuti pabasa irori maoko edu anobva arengwendeka, richibva raregwa kuitwa, asi imi Mwari simbisai maoko angu, ini ndokubva ndagwinyisa maoko.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

9 Nokuti vose zvavo vaida kutityisidzira vachifunga kuti pabasa irori maoko edu anobva arengwendeka, richibva raregwa kuitwa, asi imi Mwari simbisai maoko angu, ini ndokubva ndagwinyisa maoko.

Viz kapitola kopírovat

Nehemia 6:9

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy