Online Bible

- Reklamy -




Nehemia 6:7 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

7 Uye wakatogadza vaprofita kuti vataure pamusoro pako muJerusarema vachiti: ‘MuJudha mava namambo!’ Zvino nyaya iyi ichasvika kuna mambo, saka uya titaurirane.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

7 Ʋuye, kuti iwe wakagadza ʋaprofita ʋanoparidza pamsoro pako paJerusarema, ʋaciti: Pakati paJuda panamambo. Ɀino mashoko iwayo acandoziʋiswa mambo. Naiɀoɀo ɀino ciʋuya, tiraŋgane tose.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

7 Uye, kuti iwe wakagadza vaporofita vanoparidza pamusoro pako paJerusaremu, vachiti, ‘Pakati paJudha pana mambo.’ Naizvozvo zvino chiuya, tirangane tose.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

7 Iwe wakagadza vaporofita vokuparidza nezvako muJerusaremu vachiti, ‘Munyika yaJudha mave namambo.’ Zvino shoko irori rakaita saizvozvi rava kundosvitswa kuna mambo. Saka iwe uya titaurirane.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

7 Iwe wakagadza vaporofita vokuparidza nezvako muJerusaremu vachiti, ‘Munyika yaJudha mave namambo.’ Zvino shoko irori rakaita saizvozvi rava kundosvitswa kuna mambo. Saka iwe uya titaurirane.”

Viz kapitola kopírovat




Nehemia 6:7

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy