Online Bible

- Reklamy -




Nehemia 6:2 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

2 Sanibharati naGeshemu vakatuma shoko kwandiri vachiti, “Uya tisangane pano mumwe wemisha iri mubani reOno.” Asi vakanga vachironga kundiitira zvakaipa.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

2 Sanbarati naGeshemi ndokutuma shoko kwandiri, ʋaciti: Ʋuyai, tisoŋgane panomumŋe musha paɓani reOno. Asi ʋakaŋga ʋaciɗa kundiitira ɀakaipa.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

2 Sanibharati naGeshemu ndokutuma shoko kwandiri, vachiti, “Uyai, tisangane panomumwe musha pabani reOno.” Asi vakanga vachida kundiitira zvakaipa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

2 Sanibharati naGeshemu, vakanditumira shoko rokuti, “Uya tisangane kune mumwe musha uri mubani reOno.” Asi zvavakanga vafunga ndezvokundikuvadza.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

2 Sanibharati naGeshemu, vakanditumira shoko rokuti, “Uya tisangane kune mumwe musha uri mubani reOno.” Asi zvavakanga vafunga ndezvokundikuvadza.

Viz kapitola kopírovat




Nehemia 6:2

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy