Nehemia 5:3 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 Vamwe vaiti, “Isu takaita minda yedu neminda yedu yemizambiringa uye nemisha yedu kuti zvive rubatso kuti tiwane zviyo panguva yenzara.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 Ʋamŋe ɀe ʋakati: Isu takaita minda yeɗu ruɓatso, neminda yeɗu yemizambiriŋga, nedzimba dzeɗu; ŋgatipiwe ɀiyo, nokuɗa kwenzara ino. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20023 Vamwezve vakati, “Isu takaita minda yedu rubatso, neminda yedu yemidzambiringa, nedzimba dzedu; ngatipiwe zviyo, nokuda kwenzara ino.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Kukava nevamwewo vaiti, “Minda yedu nemisha yedu neminda yedu yemugirepisi tiri kutoiita rubatso kuti tiwanewo mbesanwa pamusana penzara iyoyi iyi.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona3 Kukava nevamwewo vaiti, “Minda yedu nemisha yedu neminda yedu yemugirepisi tiri kutoiita rubatso kuti tiwanewo mbesanwa pamusana penzara iyoyi iyi.” Viz kapitola |