Nehemia 5:1 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi1 Zvino kwakava nokuchema kukuru kwavarume navakadzi vavo pamusoro pehama dzavo vaJudha. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)1 Ɀino kunyunyuta kukuru kwakamuka pakati paʋanhu naʋakadzi ʋaʋo pamsoro pehama dzaʋo ʋaJuda. [kuteŋgesa] Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20021 Zvino kunyunyuta kukuru kwakamuka pakati pavanhu navakadzi vavo pamusoro pehama dzavo vaJudha. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Zvino kwakazvomuka kuchema-chema kukuru kwazvo vanhu navakadzi vavo vachigunun'unira hama dzavo dzechiJudha. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona1 Zvino kwakazvomuka kuchema-chema kukuru kwazvo vanhu navakadzi vavo vachigunun'unira hama dzavo dzechiJudha. Viz kapitola |