Nehemia 4:7 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 Asi Sanibharati, Tobhia, navaArabhu, navaAmoni navarume veAshidhodhi, vakati vanzwa kuti masvingo eJerusarema ari kugadzirwa, uye kuti makakoromoka maivakwa pakare, vakatsamwa kwazvo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Asi Sanbarati, naTobia, naʋaArabia, naʋaAmoni, naʋaAshdodi, ʋakati ʋacinzwa kuti ɓasa rokugadzira maȿiŋgo ropfuʋurira mberi ɀakanaka, kuti pakaŋga pakoromoka podziʋirwa, ʋakatsamŋa kwaɀo; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20027 Asi Sanibharati, naTobhia, navaArabhia, navaAmoni, navaAshidhodhi, vakati vachinzwa kuti basa rokugadzira masvingo ropfuurira mberi zvakanaka, kuti pakanga pakoromoka podzivirwa, vakatsamwa kwazvo, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Kuzoti Sanibharati naTobhiya navaArabhu navaAmoni navokuAshidhodhi vanzwa kuti basa rokugadziridza masvingo eJerusaremu riri kufambira mberi uye kuti makanga mapazika muri kutodzivirwa-dzivirwa, vakaviruka kwazvo nehasha. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona7 Kuzoti Sanibharati naTobhiya navaArabhu navaAmoni navokuAshidhodhi vanzwa kuti basa rokugadziridza masvingo eJerusaremu riri kufambira mberi uye kuti makanga mapazika muri kutodzivirwa-dzivirwa, vakaviruka kwazvo nehasha. Viz kapitola |