Online Bible

- Reklamy -

Nehemia 4:2 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

2 pamberi pehama dzake nehondo yeSamaria, achiti, “Ko, vaJudha avo vasina simba vari kuiteiko? Ko, vachavakazve rusvingo rwavo here? Vachapa zvibayiro here? Vachapedza nezuva rimwe chete here? Ko, vangadzorera upenyu pamatombo ayo akaunganidzwa, akatsva sezvaakaita izvi here?”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

2 Akataura nehama dzake nehondo yeSamaria, akati: ƲaJuda aʋa ʋasinesimba ʋanoɓateiko? Ʋacaɀisimbisa panhare here? Ʋacaɓayira here? Ʋacapedza nezuʋa rimŋe here? Ʋacararamisa mabge pamaturunhuru, ɀaatȿa here?

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

2 Akataura nehama dzake nehondo yeSamaria, akati, “VaJudha ava vasina simba vanobateiko? Vachazvisimbisa panhare here? Vachabayira here? Vachapedza nezuva rimwe here? Vachararamisa mabwe pamaturunhuru, zvaatsva here?”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

2 Akataura pameso pehama dzake nehondo yeSamaria achiti, “Ko tundonda twechiJudha twavakuiteiko izvozvi? Tungagadziredzewo chinhu here? Kutozopirawo nhai chaizvo chibayiro chaicho? Vanozvipedza nezuva rimwechete izvozvi? Vangagadziridze nhai mabwe akangoti pamwechete nemarara mirwi chu namamwe akatsva aya?”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

Nehemia 4:2

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy