Nehemia 4:10 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi10 Zvichakadaro, vanhu vokwaJudha vakati, “Simba ravabati riri kupera, uye pachine mangwandangwanda akawanda zvokuti hatingakwanisi kuvakazve rusvingo.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 Ipapo ʋaJuda ʋakati: Simba raʋatakuri ʋemitoro raɗerera, ʋuye marara ari’po mazhinji; saka hatigoni kuʋaka ruȿiŋgo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200210 Ipapo vaJudha vakati, “Simba ravatakuri vemitoro raderera, uye marara aripo mazhinji; saka hatigoni kuvaka rusvingo.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Asi Judha yakati: “Vabasa vokutakura, simba rava kuita shoma, ukuwo mavhu okukoromoka aye kuungana hewo matutu matutu, kuti tivake rusvingo, tava kutozvitadzirira isu.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona10 Asi Judha yakati: “Vabasa vokutakura, simba rava kuita shoma, ukuwo mavhu okukoromoka aye kuungana hewo matutu matutu, kuti tivake rusvingo, tava kutozvitadzirira isu.” Viz kapitola |