Nehemia 3:8 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 Uzieri mwanakomana waHaraya, mumwe wavapfuri vegoridhe, akagadzira chikamu chaitevera; uye Hanania, mumwe wavavhenganisi vezvinonhuhwira, akagadzira chikamu chaitevera ichocho. Vakavandudza Jerusarema kudzamara vasvika parusvingo rwakapamhama. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Kurutiʋi rwake kwakagadzirwa naUzieri mŋanakomana waHarhaya, ʋapfuri ʋendarama. Kurutiʋi rwake kwakagadzirwa naHanania, mumŋe waʋaveŋganisi ʋeɀinonhuwira; iʋo ʋakasimbisa Jerusarema kuȿikira paruȿiŋgo rwakafara. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20028 Kurutivi rwake kwakagadzirwa naUzieri mwanakomana waHarihaya, vapfuri vendarama. Kurutivi rwake kwakagadzirwa naHanania, mumwe wavavhenganisi vezvinonhuwira; ivo vakasimbisa Jerusaremu kusvikira parusvingo rwakafara. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Uzieri mwanakomana waHarihaya mhizha yendarama ndiye akagadzirawo mberi kwake. Akagamhwawo kuvaka mberi kwake naHananiya mumwe wavagadziri vemafuta anonhuwirira. Vakagadziridza Jerusaremu kusvikira kuRusvingo rwaKapamhama. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona8 Uzieri mwanakomana waHarihaya mhizha yendarama ndiye akagadzirawo mberi kwake. Akagamhwawo kuvaka mberi kwake naHananiya mumwe wavagadziri vemafuta anonhuwirira. Vakagadziridza Jerusaremu kusvikira kuRusvingo rwaKapamhama. Viz kapitola |