Nehemia 2:7 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 Ndakatizve kwaari, “Kana mambo achifadzwa nazvo, ndingapiwawo tsamba here dzinoenda kuvabati vari mhiri kwaYufuratesi, kuitira kuti vagondipa mvumo yokupfuura kusvikira ndasvika muJudha? Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Ʋuye ndakati ʋo kunamambo: Kana mambo acifara naɀo, ndinokumbira kuti ndipiwe ŋwadi dzakanyorerwa ʋaɓati ʋari mhiri kworwizi, ʋanditendere kupfuʋura ndiȿike kwaJuda; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20027 Uye ndakatiwo kuna mambo, “Kana mambo achifara nazvo, ndinokumbira kuti ndipiwe n’wadhi dzakanyorerwa vabati vari mhiri kworwizi, vanditendere kupfuura ndisvike kwaJudha; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Ndakati kuna mambo, “Kana zvichikufadzai mambo dai mukati ndipiwe matsamba anonyorerwa magavhuna enyika yokuMhiri kweRwizi rwaYufuretesi kuti vandirege ndichipfuura nomavo kudzamara ndasvika kwaJduha Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona7 Ndakati kuna mambo, “Kana zvichikufadzai mambo dai mukati ndipiwe matsamba anonyorerwa magavhuna enyika yokuMhiri kweRwizi rwaYufuretesi kuti vandirege ndichipfuura nomavo kudzamara ndasvika kwaJduha Viz kapitola |