Online Bible

- Reklamy -




Nehemia 2:5 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

5 ndikapindura mambo ndichiti, “Kana zvichifadza mambo uye kana muranda wenyu awana nyasha pamberi pake, mambo ngaanditumire kuguta riri kuJudha kwakavigwa madzibaba angu kuitira kuti ndinorivakazve.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

5 ndikati kunamambo: Kana mambo acifara naɀo, kana muranda wenyu awana tsitsi kwamuri, ndinokumbira kuti munditume kwaJuda, kuguta ramarinda amadziɓaɓa aŋgu, ndindoriʋaka.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

5 ndikati kuna mambo, “Kana mambo achifara nazvo, kana muranda wenyu awana tsitsi kwamuri, ndinokumbira kuti munditumire kwaJudha, kuguta ramarinda amadzibaba angu, ndinorivaka.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

5 ndokupindura mambo ndichiti, “Kana zvichikufadzai, mambo uye kana manzwireni muranda wenyu tsitsi nditumirei zvangu kwaJudha kuguta remakuva amadzibaba angu ndindorivakazve.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

5 ndokupindura mambo ndichiti, “Kana zvichikufadzai, mambo uye kana manzwireni muranda wenyu tsitsi nditumirei zvangu kwaJudha kuguta remakuva amadzibaba angu ndindorivakazve.”

Viz kapitola kopírovat




Nehemia 2:5

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy