Nehemia 2:20 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi20 Ndakavapindura ndikati, “Mwari wokudenga achaita kuti tibudirire. Isu varanda vake tichatanga kuvaka asi kana murimi, hamuna mugove kana simba kana chirangaridzo paJerusarema.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)20 Ipapo ndakaʋapindura, ndikati kwaʋari: Mŋari wokuɗeŋga ucatifambisa ɀakanaka; saka isu ʋaranda ʋake ticasimuka, nokuʋaka; asi imi hamunomugoʋe kana simba kana ciraŋgaridzo paJerusarema. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200220 Ipapo ndakavapindura, ndikati kwavari, “Mwari wokudenga achatifambisa zvakanaka; saka isu varanda vake tichasimuka, nokuvaka; asi imi hamuno mugove kana simba kana chirangaridzo paJerusaremu.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Ndakavapindura ndichiti, “Mwari wedenga ndiye achaita kuti tibudirire. Isu varanda vake tichasimuka tivake, chenyu imi muJerusaremu hapana, ungave mugove zvawo kana chamungatiwo zvacho chenyu kunyange chirangaridzo zvacho.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona20 Ndakavapindura ndichiti, “Mwari wedenga ndiye achaita kuti tibudirire. Isu varanda vake tichasimuka tivake, chenyu imi muJerusaremu hapana, ungave mugove zvawo kana chamungatiwo zvacho chenyu kunyange chirangaridzo zvacho.” Viz kapitola |