Online Bible

- Reklamy -




Nehemia 2:12 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

12 Ndakamuka usiku navarume vashoma shoma. Ndakanga ndisina kumboudza munhu zvakanga zvaiswa mumwoyo mangu naMwari wangu kuti ndiite muJerusarema. Pakanga pasina chimwe chipfuwo kunze kwechandakanga ndakatasva.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

12 Ndikamuka ʋusiku, ini naʋamŋe ʋanhu ʋashoma; asi handinakuʋudza munhu ɀakaŋga ɀaiswa mumŋoyo maŋgu naMŋari waŋgu kuti ndiitire Jerusarema; ʋuye ndakaŋga ndisinecimŋe cipfuwo neni, asi cipfuwo candakaŋga ndicitaȿa.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

12 Ndikamuka usiku, ini navamwe vanhu vashoma; asi handina kuudza munhu zvakanga zvaiswa mumwoyo mangu naMwari wangu kuti ndiitire Jerusaremu; uye ndakanga ndisine chimwe chipfuwo neni, asi chipfuwo chandakanga ndichitasva.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

12 Ndakamuka usiku ini navamwe varume vashomanini. Hapana wandainge ndaudza zvakanga zvaiswa mupfungwa dzangu naMwari wangu kuti ndiitire Jerusaremu. Ndakanga ndisina chimwe chipfuwo kusiya chandakanga ndakatasva.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

12 Ndakamuka usiku ini navamwe varume vashomanini. Hapana wandainge ndaudza zvakanga zvaiswa mupfungwa dzangu naMwari wangu kuti ndiitire Jerusaremu. Ndakanga ndisina chimwe chipfuwo kusiya chandakanga ndakatasva.

Viz kapitola kopírovat




Nehemia 2:12

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy