Online Bible

- Reklamy -

Nehemia 13:2 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

2 nokuti havana kundosangana navaIsraeri nezvokudya nemvura asi vakaripira Bharamu kuti avatuke. Kunyange zvakadaro, Mwari wedu, akashandura kutuka kukava ropafadzo.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

2 nokuti iʋo haʋanakundosoŋgana naʋana ʋaIsraeri neɀokudya nemvura, asi ʋakaripira Barami kuti aʋatuke; asi Mŋari weɗu wakashandura kutuka akakuita kuropafadza.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

2 nokuti ivo havana kundosangana navana vaIsiraeri nezvokudya nemvura, asi vakaripira Bharamu kuti avatuke; asi Mwari wedu akashandura kutuka akakuita kuropafadza.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

2 nokuti havana kundochingura vaIsiraeri nechingwa nemvura asi kutoti vakatovakokera Bhiriamu kuti avarengerere achivashurikidzira rushambwa. Zvakadaro zvazvo Mwari wedu akapindura kurengerera nokuvarengerera rushambwa ikoko achikuita kuti kuve chikomborero.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

Nehemia 13:2

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy