Nehemia 10:32 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi32 “Tinozvipira kuita zvakarayirwa kuti tipe chikamu chimwe chete kubva muzvitatu cheshekeri gore negore kushumiro yeimba yaMwari wedu: Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)32 Takaɀiitira ʋo mutemo kuti ticaripira ɓasa reimba yaMŋari weɗu cetatu ceshekeri pagore rimŋe nerimŋe; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200232 Takazviitirawo mutemo kuti ticharipira basa reimba yaMwari wedu chetatu cheshekeri pagore rimwe nerimwe; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika32 Tinozviisirawo mitemo yokuti: pagore roga roga munhu anofanira kubvisa magiramu mana emari yesirivha yeshekeri yokubatsira pamba paMwari. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona32 Tinozviisirawo mitemo yokuti: pagore roga roga munhu anofanira kubvisa magiramu mana emari yesirivha yeshekeri yokubatsira pamba paMwari. Viz kapitola |