Online Bible

- Reklamy -




Nahumi 2:12 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

12 Shumba yaiuraya zvaikwanira vana vayo uye yakadzipira hadzi yayo nyama, ichizadza mapako ayo nezvayakauraya uye mapako ayo nenyama.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

12 Shumba yaibvamburanya ɀakariŋgana ʋana ʋayo, yaidzipira hadzi dzayo, yaizadza mapako ayo neɀayairuma, nenɀimba dzayo neɀayaiɓata.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

12 Shumba yaibvamburanya zvakaringana vana vayo, yaidzipira hadzi dzayo, yaizadza mapako ayo nezvayairuma, nenzimba dzayo nezvayaibata.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

12 Shumba yacho yaibvamburira vana vayo nyama yakakwana ichidzipira hadzi yayo nyama; yaizadza mapako ayo nenyama uye mumba mayo nenyama yakadanzurwa-danzurwa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

12 Shumba yacho yaibvamburira vana vayo nyama yakakwana ichidzipira hadzi yayo nyama; yaizadza mapako ayo nenyama uye mumba mayo nenyama yakadanzurwa-danzurwa.

Viz kapitola kopírovat




Nahumi 2:12

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy