Online Bible

- Reklamy -




Mupiro 9:9 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

9 Vanakomana vake vakauya neropa kwaari akanyika munwe wake muropa akariisa panyanga dzearitari. Rimwe ropa rose akaridururira mujinga mearitari.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

9 Ʋanakomana ʋaAroni ʋakaʋuya neropa kwaari, iye akanyika munwe wake muropa, akariisa panyaŋga dzeartari, akaɗurura ropa mujiŋga meartari;

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

9 Vanakomana vaAroni vakauya neropa, akariisa panyanga dzeatari, akadurura ropa mujinga meatari;

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

9 Vanakomana vaAroni vakamuigira ropa rayo. Akanyika munwe wake muropa iroro akarizora pane zvinenge nyanga zviri paatari, akateurira ropa iroro nechapasi peatari.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

9 Vanakomana vaAroni vakamuigira ropa rayo. Akanyika munwe wake muropa iroro akarizora pane zvinenge nyanga zviri paatari, akateurira ropa iroro nechapasi peatari.

Viz kapitola kopírovat




Mupiro 9:9

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy