Online Bible

- Reklamy -




Mupiro 9:7 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

7 Mozisi akati kuna Aroni, “Uya kuaritari ugobayira chipiriso chako chechivi nechipiriso chako chinopiswa ugozviyananisira iwe navanhu; bayira chipiriso chavanhu ugovayananisira sezvakarayirwa naJehovha.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

7 Mosesi akati kunaAroni: Sweɗera kuartari uɓayire cipiriso cako ceɀiʋi, necipiriso cako cinopiswa, uɀiyananisire iwe naʋanhu; uʋuye ʋo necipo caʋanhu, kuti uʋayananisire, seɀakarairwa naJehova.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

7 Mosesi akati kuna Aroni, “Swedera kuatari ubayire chipiriso chako chezvivi, nechipiriso chako chinopiswa, uzviyananisire iwe navanhu; uuyewo nechipo chavanhu, kuti uvayananisire, sezvakarairwa naJehovha.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

7 Mosesi akati kuna Aroni, “Chienda kuatari upire mupiro wako wokupfupira zvitadzo, nomupiro wako wokupisa upfupire zvitadzo zvako, nevemba yako, upirire vanhu mupiro, sokureva kwaTenzi.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

7 Mosesi akati kuna Aroni, “Chienda kuatari upire mupiro wako wokupfupira zvitadzo, nomupiro wako wokupisa upfupire zvitadzo zvako, nevemba yako, upirire vanhu mupiro, sokureva kwaTenzi.”

Viz kapitola kopírovat




Mupiro 9:7

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy