Mupiro 9:5 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi5 Vakatora zvinhu zvakarayirwa naMozisi vakaenda nazvo mberi kweTende Rokusangana uye ungano yose ikauya ikamira pamberi paJehovha. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Ɀino iʋo ʋakaʋuya neɀakaŋga ɀarairwa naMosesi pamberi pomukoʋa wetente rokusoŋgana, ʋuŋgano yose ikasweɗera, ʋakamira pamberi paJehova. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20025 Zvino ivo vakauya nezvakanga zvarairwa naMosesi pamberi pomukova wetende rokusangana, ungano yose ikaswedera, vakamira pamberi paJehovha. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 VaIsiraeri vakaunza zvose zvakarayirwa naMosesi kumusuo wetendhe rokusanganira, vose vakauya vakasvikomira pana Tenzi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona5 VaIsiraeri vakaunza zvose zvakarayirwa naMosesi kumusuo wetendhe rokusanganira, vose vakauya vakasvikomira pana Tenzi. Viz kapitola |