Mupiro 9:18 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi18 Akabaya hando negondobwe sechipiriso chokuwadzana chavanhu. Vanakomana vake vakamutambidza ropa akarisasa paaritari kumativi ose. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)18 Akaɓaya ʋo nzombe negondobge, kuti ciʋe ciɓayiro ceɀipiriso ɀokuyananisira ʋanhu; ʋanakomana ʋaAroni ʋakamugamucidza ropa, akarisasa pamsoro peartari kunhiʋi dzose; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200218 Akabayawo nzombe negondohwe, kuti chive chibayiro chezvipiriso zvokuyananisira vanhu; vanakomana vaAroni vakamugamuchidza ropa, akarisasa pamusoro peatari kunhivi dzose; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Akauraya nzombe iya nehondohwe iya, zvibayiro zvemipiro yokuwadzana yavanhu, vanakomana vaAroni vakamuvigira ropa, akarisasa pamativi ose eatari. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona18 Akauraya nzombe iya nehondohwe iya, zvibayiro zvemipiro yokuwadzana yavanhu, vanakomana vaAroni vakamuvigira ropa, akarisasa pamativi ose eatari. Viz kapitola |