Mupiro 9:17 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi17 Akauyawo nechipiriso chezviyo, akatora tsama yacho akaipisa paaritari achiwedzera pachipiriso chinopiswa mangwanani. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)17 Akaʋuya ʋo necipiriso coʋupfu, akatsamura’po tsama yake, ndokucipisira pamsoro peartari, aciwedzera pacipiriso cinopiswa camaŋgwanani. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200217 Akauyawo nechipiriso choupfu, akatsamurapo tsama yake, ndokuchipisira pamusoro peatari, achiwedzera pachipiriso chinopiswa chamangwanani. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Akauya noupfu hwomupiro wembesanwa, akanokora chanza chizere chahwo, akapisa paatari, kunyange zvazvo kwainge kwapirwa mupiro wokupisa wamangwanani. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona17 Akauya noupfu hwomupiro wembesanwa, akanokora chanza chizere chahwo, akapisa paatari, kunyange zvazvo kwainge kwapirwa mupiro wokupisa wamangwanani. Viz kapitola |