Mupiro 8:12 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi12 Akadurura mamwe mafuta okuzodza pamusoro waAroni, akamuzodza achimutsaura. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 Akaɗira ʋo mamŋe mafuta okuzodza nawo pamusoro waAroni, akamuzodza kuti amutsaure. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200212 Akadirawo mamwe mafuta okuzodza nawo pamusoro waAroni, akamuzodza kuti amutsaure. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Akadira mamwe mafuta okugadza pamusoro waAroni kumugadza achimuteketera kuna Mwari. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona12 Akadira mamwe mafuta okugadza pamusoro waAroni kumugadza achimuteketera kuna Mwari. Viz kapitola |