Mupiro 6:18 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi18 Munhurume wose wechizvarwa chaAroni anogona kuzvidya. Chikamu chake chaanofanira kugara achiwana pazvipiriso zvinopiwa kuna Jehovha nomoto kuzvizvarwa zvichatevera. Munhu wose achabata izvi achava mutsvene.’ ” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)18 Ʋarume ʋose kuʋana ʋaAroni ŋgaʋaɀidye, uʋe murairo usiŋgaperi kuȿikira kumarudzi enyu ose paɀipiriso ɀose ɀaJehova ɀinoitwa nomŋoto; munhu upi noupi unoɀiɓata, ucaʋa mutȿene. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200218 Varume vose kuvana vaAroni ngavazvidye, uve murayiro usingaperi kusvikira kumarudzi enyu ose pazvipiriso zvose zvaJehovha zvinoitwa nomoto; munhu upi noupi unozvibata, uchava mutsvene.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Varume vose vemhuri yekwaAroni ndovanobvumirwa kuzvidya, somurao unogara uripo pazvizvarwa zvenyu zvose chichibva pamipiro yaTenzi inoita zvokupiswa. Ani naani anenge azvibata anobva ava munhu anoera.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona18 Varume vose vemhuri yekwaAroni ndovanobvumirwa kuzvidya, somurao unogara uripo pazvizvarwa zvenyu zvose chichibva pamipiro yaTenzi inoita zvokupiswa. Ani naani anenge azvibata anobva ava munhu anoera.” Viz kapitola |