Mupiro 4:32 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi32 “ ‘Kana akauya negwayana rechipiriso chake chezvivi, anofanira kuuya nesheshe isina kuremara. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)32 Kana akaʋuya negwaiana rokuita naro cipiriso cake ceɀiʋi, ŋgaaʋuye neshece isinemhoȿa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200232 “Kana akauya negwayana rokuita naro chipiriso chake chezvivi, ngaauye nesheshe isina mhosva. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika32 “Kana iri hwayana yaanounza kuita chibayiro chokupfupira zvitadzo, ngaive sheshe isina chinoshoreka. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona32 “Kana iri hwayana yaanounza kuita chibayiro chokupfupira zvitadzo, ngaive sheshe isina chinoshoreka. Viz kapitola |