Online Bible

- Reklamy -




Mupiro 4:27 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

27 “ ‘Kana nhengo yeungano yavanhu ikatadza nokusaziva uye ikaita zvisingabvumirwi mumurayiro upi noupi waJehovha, ine mhosva.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

27 Kana mumŋe waʋanhu ɀaʋo akatadza akaita nokusaziʋa cimŋe ceɀinhu ɀakarairwa naJehova kuti ɀirege kuitwa, akapara mhaka;

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

27 “Kana mumwe wavanhu zvavo akatadza akaita nokusaziva chimwe chezvinhu zvakarairwa naJehovha kuti zvirege kuitwa, akapara mhaka;

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

27 “Kana ari mumwe munhuwo zvake atadzira Mwari mukusaziva, apara mhosva yokuita zvakarambidzwa naTenzi,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

27 “Kana ari mumwe munhuwo zvake atadzira Mwari mukusaziva, apara mhosva yokuita zvakarambidzwa naTenzi,

Viz kapitola kopírovat




Mupiro 4:27

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy