Online Bible

- Reklamy -




Mupiro 4:13 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

13 “ ‘Kana ungano yose yaIsraeri ikatadza nokusaziva ikaita zvisingatenderwi pamirayiro ipi zvayo yaJehovha, kunyange ungano isingazivi kuti chii chakaitika, vose vane mhosva.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

13 Kana ʋuŋgano yose yaIsraeri ikatadza, cinhu ico cikasazikanwa neʋuŋgano, kana ʋakaita cimŋe ceɀinhu ɀakarairwa naJehova kuti ɀirege kuitwa, ʋakapara mhaka;

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

13 “Kana ungano yose yaIsiraeri ikatadza, chinhu icho chikasazikanwa neungano, kana vakaita chimwe chezvinhu zvakarairwa naJehovha kuti zvirege kuitwa, vakapara mhaka;

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

13 “Kana riri gungano rose ravaIsiraeri rinenge ratadzira Tenzi mukusaziva asi zviri zvakavandika kumaziso egungano vapara mhosva yokuita chimwe chezvakarambidzwa naTenzi,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

13 “Kana riri gungano rose ravaIsiraeri rinenge ratadzira Tenzi mukusaziva asi zviri zvakavandika kumaziso egungano vapara mhosva yokuita chimwe chezvakarambidzwa naTenzi,

Viz kapitola kopírovat




Mupiro 4:13

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy