Mupiro 27:7 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 Kana munhu ane makore makumi matanhatu kana anopfuura, utare mutengo womunhurume pamashekeri gumi namashanu, uye pamunhukadzi mashekeri gumi. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Kana anamakore makumi matanhatu naanopfuʋura, kana ari murume, kutara kwako ŋgakuite mashekeri anegumi namashanu, kana ari mukadzi mashekeri anegumi. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20027 Kana ana makore makumi matanhatu naanopfuura, kana ari murume, kutara kwako ngakuite mashekeri ane gumi namashanu, kana ari mukadzi mashekeri ane gumi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 “Kuvanhu vanenge vave namakumi matanhatu emakore kana anopfuura ipapo, murume anobvisirwa gumi remari yesirivha namasirivha mashanu, kana ari mukadzi gumi remari yesirivha. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona7 “Kuvanhu vanenge vave namakumi matanhatu emakore kana anopfuura ipapo, murume anobvisirwa gumi remari yesirivha namasirivha mashanu, kana ari mukadzi gumi remari yesirivha. Viz kapitola |