Mupiro 27:4 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 uye kana ari munhukadzi, utare mutengo wake pamashekeri makumi matatu. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Kana ari mukadzi, kutara kwako ŋgakuite mashekeri makumi matatu esirveri. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20024 Kana ari mukadzi, kutara kwako ngakuite mashekeri makumi matatu esirivha. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 kana ari mukadzi makumi matatu emari yesirivha. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona4 kana ari mukadzi makumi matatu emari yesirivha. Viz kapitola |