Online Bible

- Reklamy -




Mupiro 27:31 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

31 Kana munhu akadzikinura chimwe chinhu pazvegumi zvake, anofanira kupamhidzira chikamu chimwe chete muzvishanu pamutengo wacho.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

31 Kana munhu aciɗa kudzikinura cimŋe paɀegumi ɀake, unofanira kuwedzera kwaciri ceshanu caco.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

31 Kana munhu achida kudzikinura chimwe pazvegumi zvake, anofanira kuwedzera kwachiri cheshanu chacho.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

31 Kana munhu akada kununura chegumi chake, ngaabvise mutengo wacho achiwedzera makumi maviri pazana roga roga.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

31 Kana munhu akada kununura chegumi chake, ngaabvise mutengo wacho achiwedzera makumi maviri pazana roga roga.

Viz kapitola kopírovat




Mupiro 27:31

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy