Mupiro 27:20 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi20 Kunyange zvakadaro, kana asingadzikinuri munda wake, kana akautengesera mumwe munhu, hauzogoni kudzikinurwa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)20 Kana asiŋgaɗi kudzikinura munda, kana ɀimŋe aciŋge ateŋgesa munda kunomumŋe, hauŋgazodzikinurwi; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200220 Kana asingadi kudzikinura munda, kana zvimwe achinge atengesa munda kuno mumwe, haungazodzikinurwi; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Asi kana asisadi kuudzikinura outengesa asina kutanga aununura kuna Tenzi akazoutengesera mumwe munhu, munhu wakadaro haazobvumirwi kuununurazve. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona20 Asi kana asisadi kuudzikinura outengesa asina kutanga aununura kuna Tenzi akazoutengesera mumwe munhu, munhu wakadaro haazobvumirwi kuununurazve. Viz kapitola |