Online Bible

- Reklamy -




Mupiro 26:44 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

44 Asi kunyange zvakadaro, kana vari munyika yavavengi vavo, handizovarambi kana kuvasema kuti ndivaparadze zvachose, ndichiputsa sungano yangu navo. Ndini Jehovha Mwari wavo.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

44 Kunyaŋge ɀakaɗaro, kana ʋari munyika yaʋaʋeŋgi ʋaʋo, handiŋgaʋarashi, handiŋgaʋasemi, ndiʋaparadze cose, nokuputsa suŋgano yaŋgu naʋo; nokuti ndini Jehova Mŋari waʋo;

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

44 Kunyange zvakadaro, kana vari munyika yavavengi vavo, handingavarashi, handigavasemi, ndivaparadze chose, nokuputsa sungano yangu navo; nokuti ndini Jehovha Mwari wavo;

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

44 Kunyange zvakadaro zvazvo, kana vava kunyika yevavengi vavo ini handizochekani ukama navo, kana kuvavenga zvokuvatsakatisa, ndichityora chitenderano changu navo nokuti ini Tenzi ndini Mwari wavo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

44 Kunyange zvakadaro zvazvo, kana vava kunyika yevavengi vavo ini handizochekani ukama navo, kana kuvavenga zvokuvatsakatisa, ndichityora chitenderano changu navo nokuti ini Tenzi ndini Mwari wavo.

Viz kapitola kopírovat




Mupiro 26:44

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy