Mupiro 26:38 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi38 Muchaparara pakati pendudzi; nyika yavavengi venyu ichakuparadzai. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)38 Mucandofira pakati paʋahedeni, nenyika yaʋaʋeŋgi ʋenyu icakudyai. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200238 Muchandofira pakati pavahedheni, nenyika yavavengi venyu ichakudyai. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika38 Muchatsakatikira mukati medzimwe ndudzi. Nyika yavavengi venyu ichakupedzai. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona38 Muchatsakatikira mukati medzimwe ndudzi. Nyika yavavengi venyu ichakupedzai. Viz kapitola |